-
Isaya 35:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Munhu asina kuchena haazofambi nayo.+
Ndeyeuya ari kufamba munzira yacho;
Hapana benzi richarasika richipinda mairi.
-
-
Jeremiya 31:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Isa pfungwa pamugwagwa mukuru, panzira yaunofanira kuenda nayo.+
Dzoka, haiwa iwe mhandara yeIsraeri, dzoka kumaguta ako aya.
-