RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 28:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Munhu anoramba kuteerera mutemo,

      Kunyange munyengetero wake unosemesa.+

  • Isaya 59:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Aiwa, kukanganisa kwenyu ndiko kwakuparadzanisai naMwari wenyu.+

      Zvivi zvenyu zvaita kuti akuvanzirei chiso chake,

      Uye anoramba kukunzwai.+

  • Mariro 3:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Makaisa gore kuti parege kuva neanouya kwamuri, kuti munyengetero wedu urege kupfuura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe