2 Madzimambo 24:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mambo Jehoyakini weJudha akabuda akaenda kuna mambo weBhabhironi,+ aina amai vake, varanda vake, machinda ake, nevakuru vemumuzinda wake;+ uye mambo weBhabhironi akamutapa mugore rechi8 rekutonga kwake.+ 2 Madzimambo 24:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akatapa Jerusarema rese, machinda ese,+ varwi vese vaiva nesimba, mhizha dzese, nevapfuri vese vesimbi,*+ vese pamwe chete vari 10 000, achibva aenda navo. Hapana akasiyiwa kunze kwevarombo vekupedzisira vemunyika yacho.+ 2 Madzimambo 25:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa vamwe vanhu vese vakanga vasara muguta, nevakanga vatiza vakaenda kuna mambo weBhabhironi, nevamwe vanhu vese.+
12 Mambo Jehoyakini weJudha akabuda akaenda kuna mambo weBhabhironi,+ aina amai vake, varanda vake, machinda ake, nevakuru vemumuzinda wake;+ uye mambo weBhabhironi akamutapa mugore rechi8 rekutonga kwake.+
14 Akatapa Jerusarema rese, machinda ese,+ varwi vese vaiva nesimba, mhizha dzese, nevapfuri vese vesimbi,*+ vese pamwe chete vari 10 000, achibva aenda navo. Hapana akasiyiwa kunze kwevarombo vekupedzisira vemunyika yacho.+
11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa vamwe vanhu vese vakanga vasara muguta, nevakanga vatiza vakaenda kuna mambo weBhabhironi, nevamwe vanhu vese.+