Mika 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Imi makomo inzwai nyaya ina Jehovha,Imi nheyo dzakasimba dzenyika,+Nekuti Jehovha ane nyaya yaari kuda kutonga vanhu vake;Achatongesa vaIsraeri achiti:+ Jakobho 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.+ Chenesai maoko enyu imi vatadzi,+ munatse mwoyo yenyu+ imi vane mwoyo miviri.
2 Imi makomo inzwai nyaya ina Jehovha,Imi nheyo dzakasimba dzenyika,+Nekuti Jehovha ane nyaya yaari kuda kutonga vanhu vake;Achatongesa vaIsraeri achiti:+
8 Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.+ Chenesai maoko enyu imi vatadzi,+ munatse mwoyo yenyu+ imi vane mwoyo miviri.