RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo,+

      Uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro.+

      Nekuti mvura ichatubuka murenje,

      Uye hova murenje.

  • Isaya 41:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Ndichaita kuti nzizi dziyerere muzvikomo zvisina chinhu+

      Nezvitubu mumapani.+

      Ndichaita kuti renje rive dziva remvura rine tsanga zhinji

      Uye kuti nyika isina mvura ive zvitubu zvemvura.+

  • Isaya 58:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Jehovha achagara achikutungamirira

      Uye achakugutsa* kunyange uri munyika yakaoma;+

      Achasimbisa mapfupa ako,

      Uye uchava semunda unowana mvura yakakwana,+

      Sechitubu chisingapwi mvura.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe