RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 61:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nekuti sekubudisa kunoita nyika zvinomera zvayo

      Uye sekumeresa kunoita munda zvinhu zvakadyarwa mauri,

      Changamire Ishe Jehovha

      Achameresawo kururama nekurumbidza+ pamberi pemarudzi ese.

  • Jeremiya 31:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Vachauya, vopembera nemufaro vari pamusoro peZiyoni,+

      Vofarira kunaka kwaJehovha,*

      Vofarira goho newaini itsva+ nemafuta,

      Uye makwayana nemhuru dzemombe.+

      Vachava* semunda unowana mvura yakakwana,+

      Uye havazomboperi simba zvakare.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe