-
Isaya 46:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 “Nditeererei, haiwa imi imba yaJakobho, nemi mese vasara veimba yaIsraeri,+
Imi vandakachengeta kubva pakuberekwa uye vandakatakura kubva muchiri mudumbu.+
4 Ndicharamba ndakadaro kusvikira pauchakwegura;+
Ndicharamba ndichikutakura kusvikira wachena musoro.
Ndichakusimudza, ndichakutakura uye ndichakununura, sezvandakaita.+
-