Isaya 27:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ini Jehovha ndiri kumuchengetedza.+ Ndinomudiridza nguva dzese.+ Ndinomuchengetedza siku nesikati,Kuti parege kuva neanomukuvadza.+ Isaya 40:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Hauzivi here? Hauna kunzwa here? Jehovha, Musiki wemigumo yenyika, ndiMwari nekusingaperi.+ Haaneti kana kupera simba.+ Kunzwisisa kwake hakugoni kuongororwa.*+
3 Ini Jehovha ndiri kumuchengetedza.+ Ndinomudiridza nguva dzese.+ Ndinomuchengetedza siku nesikati,Kuti parege kuva neanomukuvadza.+
28 Hauzivi here? Hauna kunzwa here? Jehovha, Musiki wemigumo yenyika, ndiMwari nekusingaperi.+ Haaneti kana kupera simba.+ Kunzwisisa kwake hakugoni kuongororwa.*+