Numeri 34:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+ Numeri 34:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Muganhu uchachinja kwawakananga paAzmoni wonanga kuRwizi* rweIjipiti, uchigumira kuGungwa.*+
2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+