-
2 Madzimambo 16:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Mambo Ahazi akabva aenda kunosangana naMambo Tigrati-pireseri weAsiriya kuDhamasiko. Mambo Ahazi paakaona atari yaiva muDhamasiko, akatumira mupristi Urija mufananidzo weatari yacho, wairatidza magadzirirwo ayakanga yakaitwa.+ 11 Mupristi Urija+ akavaka atari+ yacho achitevedzera mirayiridzo yese yakanga yatumirwa naMambo Ahazi kubva kuDhamasiko. Mupristi Urija akapedza kuivaka Mambo Ahazi asati adzoka kubva kuDhamasiko.
-
-
Jeremiya 5:31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Uye vanhu vangu ndizvo zvavanofarira.+
Asi muchaita sei pachauya mugumo?”
-