Mateu 21:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki ndiro razova dombo guru repakona.*+ Iri rakabva kuna Jehovha,* uye rinoshamisa mumaziso edu’?+ Mako 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hamuna kumboverenga here rugwaro urwu: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona.*+ Ruka 20:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi iye akanyatsovatarisa akati: “Saka izvi zvakanyorwa zvinorevei: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona’?*+ Mabasa 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iri ndiro ‘dombo rakabatwa serisingakoshi nevavaki razova dombo guru repakona.’*+
42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki ndiro razova dombo guru repakona.*+ Iri rakabva kuna Jehovha,* uye rinoshamisa mumaziso edu’?+
10 Hamuna kumboverenga here rugwaro urwu: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona.*+
17 Asi iye akanyatsovatarisa akati: “Saka izvi zvakanyorwa zvinorevei: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona’?*+