Mateu 21:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona.+ Iri rakabva kuna Jehovha, uye rinoshamisa mumaziso edu’? Mateu Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 21:42 Mifananidzo Miviri Yeminda Yemizambiringa jy chits. 106
42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona.+ Iri rakabva kuna Jehovha, uye rinoshamisa mumaziso edu’?