Pisarema 87:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndichaverenga Rahabhi+ neBhabhironi pakati pevaya vanondiziva;Pane Firistiya uye pane Tire, pamwe chete neKushi. Zvichanzi: “Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.” Pisarema 89:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Makakunda Rahabhi,+ akaita semunhu aurayiwa.+ Makaparadzira vavengi venyu neruoko rwenyu rune simba.+
4 Ndichaverenga Rahabhi+ neBhabhironi pakati pevaya vanondiziva;Pane Firistiya uye pane Tire, pamwe chete neKushi. Zvichanzi: “Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.”
10 Makakunda Rahabhi,+ akaita semunhu aurayiwa.+ Makaparadzira vavengi venyu neruoko rwenyu rune simba.+