RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+

  • Ezekieri 36:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nekuti ndinemi uye ndichatendeuka ndokubatsirai, uye imi mucharimwa modyarwa mbeu. 10 Ndichaita kuti vanhu venyu vawande, vanhu veimba yese yaIsraeri; maguta achagarwa+ uye matongo achavakwazve.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe