-
Vatongi 17:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Saka akadzorera amai vake masirivha acho 1 100, asi amai vake vakati: “Ndichapa* Jehovha sirivha yacho ichibva muruoko rwangu kuti mwanakomana wangu aishandise pakugadzira mufananidzo wakavezwa uye mufananidzo wesimbi.*+ Ndava kuidzorera kwauri.”
4 Pashure pekunge adzorera sirivha yacho kuna amai vake, amai vake vakatora masirivha 200 vakaapa mupfuri wesirivha. Akagadzira mufananidzo wakavezwa uye mufananidzo wesimbi.* Mifananidzo yacho yakabva yaiswa mumba maMika.
-