Pisarema 65:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika. Zekariya 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura panguva yemasutso.* Jehovha ndiye anoita kuti pave nemakore emvura ine dutu,Ndiye anovanayisira mvura,+Uye ndiye anopa vese zvinomera mumunda.
9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika.
10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura panguva yemasutso.* Jehovha ndiye anoita kuti pave nemakore emvura ine dutu,Ndiye anovanayisira mvura,+Uye ndiye anopa vese zvinomera mumunda.