Nahumi 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva;Jehovha anotsiva uye akagadzirira kuratidza hasha dzake.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,Uye anochengeta hasha dzake kuti azodziratidza pavavengi vake.
2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva;Jehovha anotsiva uye akagadzirira kuratidza hasha dzake.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,Uye anochengeta hasha dzake kuti azodziratidza pavavengi vake.