Nahumi 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+ Nahumi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:2 “Rugwaro Rwose,” p. 160
2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+