-
Isaya 37:37, 38Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
37 Saka Mambo Saniheribhi weAsiriya akasimuka akadzokera kuNinivhi,+ akagara ikoko.+ 38 Zvino paakanga akapfugama muimba* yamwari wake Nisroki, vanakomana vake Adramereki naSharezeri vakamuuraya nebakatwa+ vakatizira kunyika yeArarati.+ Mwanakomana wake Esari-hadhoni+ akabva ava mambo panzvimbo yake.
-