-
Mateu 9:28-30Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Paakanga apinda mumba, varume vacho vakauya kwaari, Jesu akavabvunza kuti: “Munotenda here kuti ndinogona kuita izvi?”+ Vakamupindura vachiti: “Hongu, Ishe.” 29 Akabva abata maziso avo,+ achiti: “Ngazviitike kwamuri maererano nekutenda kwenyu.” 30 Maziso avo akatanga kuona. Jesu akavayambira zvakasimba, achiti: “Ivai nechokwadi chekuti hapana munhu anozozviziva.”+
-