Isaya 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pinda mudombo uye hwanda muguruvaNemhaka yekutyisa kwaJehovhaUye kubwinya kwake kukuru.+ 2 VaTesaronika 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ivava vachatongerwa kuparadzwa zvachose+ vobva pamberi paShe nepamberi pekubwinya kwesimba rake,