Isaya 52:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Muka! Muka! Pfeka simba,+ haiwa iwe Ziyoni!+ Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene! Nekuti munhu asina kuchecheudzwa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+
52 Muka! Muka! Pfeka simba,+ haiwa iwe Ziyoni!+ Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene! Nekuti munhu asina kuchecheudzwa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+