2 Makoronike 16:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+ 1 Petro 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+
9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+
12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+