Dheuteronomi 32:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti dombo ravo harina kuita seDombo redu,+Kunyange vavengi vedu vava kuzvinzwisisa.+ Dheuteronomi 32:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Chionai zvino kuti ini ndini iye,+Uye hakuna vamwe vanamwari kunze kwangu.+ Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+ Ndinokuvadza,+ uye ndichaporesa,+Uye hapana anogona kununura kubva muruoko rwangu.+ Pisarema 83:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+ Pisarema 96:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vanamwari vese vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira,+Asi Jehovha ndiye akasika denga.+
39 Chionai zvino kuti ini ndini iye,+Uye hakuna vamwe vanamwari kunze kwangu.+ Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+ Ndinokuvadza,+ uye ndichaporesa,+Uye hapana anogona kununura kubva muruoko rwangu.+
18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+
5 Vanamwari vese vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira,+Asi Jehovha ndiye akasika denga.+