Dheuteronomi 32:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+
39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+