Isaya 36:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka muRabhisheki akati kwavari: “Ndapota, itii kuna Hezekiya, ‘Zvanzi namambo mukuru, mambo weAsiriya: “Uri kuvimba nei?+ Isaya 36:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Pavanamwari vese vemunyika idzi, ndeupi akanunura nyika yake paruoko rwangu, zvekuti Jehovha anganunura Jerusarema paruoko rwangu?”’”+
4 Saka muRabhisheki akati kwavari: “Ndapota, itii kuna Hezekiya, ‘Zvanzi namambo mukuru, mambo weAsiriya: “Uri kuvimba nei?+
20 Pavanamwari vese vemunyika idzi, ndeupi akanunura nyika yake paruoko rwangu, zvekuti Jehovha anganunura Jerusarema paruoko rwangu?”’”+