Muparidzi 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kunyange zvazvo mutadzi angaita zvakaipa kane zana orarama kwenguva refu, ini ndinoziva kuti zvichafambira zvakanaka vaya vanotya Mwari wechokwadi, nekuti vanomutya.+ Zefaniya 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Tsvagai Jehovha,+ imi vanyoro* vese vari panyika,Imi munochengeta mirau yake yakarurama.* Tsvagai kururama, tsvagai unyoro.* Zvimwe mungavanzwa pazuva rekutsamwa kwaJehovha.+
12 Kunyange zvazvo mutadzi angaita zvakaipa kane zana orarama kwenguva refu, ini ndinoziva kuti zvichafambira zvakanaka vaya vanotya Mwari wechokwadi, nekuti vanomutya.+
3 Tsvagai Jehovha,+ imi vanyoro* vese vari panyika,Imi munochengeta mirau yake yakarurama.* Tsvagai kururama, tsvagai unyoro.* Zvimwe mungavanzwa pazuva rekutsamwa kwaJehovha.+