RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 7:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Pazuva iroro chairo, Noa akapinda muareka nevanakomana vake, Shemu, Hamu, naJafeti,+ nemudzimai wake, nemadzimai matatu evanakomana vake.+

  • Genesisi 7:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Saka zvisikwa zvemarudzi ese zvakapinda, chikono nechikadzi, sezvaakanga arayirwa naMwari. Pashure paizvozvo Jehovha akavhara suo.

  • Isaya 26:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Endai vanhu vangu, mupinde mudzimba dzenyu dzemukati,

      Muvhare masuo.+

      Hwandai kwenguva pfupi

      Kusvikira kutsamwa kwapfuura.+

  • Joeri 2:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Asi kunyange iye zvino,” anodaro Jehovha, “dzokai kwandiri nemwoyo yenyu yese,+

      Muchitsanya,+ muchichema, uye muchiridza mhere.

  • Joeri 2:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Ndiani anoziva kana achizochinja, orega kuita zvaanga achifunga*+

      Okusiyirai chikomborero,

      Mupiro wezviyo nemupiro wezvinwiwa wekupa Jehovha Mwari wenyu?

  • Amosi 5:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Vengai zvakaipa mude zvakanaka,+

      Tongai zvakarurama pagedhi reguta.+

      Zvimwe Jehovha Mwari wemauto

      Achanzwira nyasha vanhu vekwaJosefa vasara.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe