RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 46:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Kubvira pakutanga, ndinogara ndataura zvichaitika pakupedzisira,

      Uye kubvira kare kare zvinhu zvisati zvaitwa.+

      Ndinoti, ‘Zvandakasarudza zvichamira,*+

      Uye ndichaita chero zvandinoda.’+

  • 1 Petro 1:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Nekuti “vanhu vese vakaita seuswa, uye runako rwavo rwese rwakaita seruva remusango; uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi, 25 asi shoko raJehovha* rinogara nekusingaperi.”+ Uye “shoko” racho ndiro mashoko akanaka amakaziviswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe