Isaya 62:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Inzwai! Jehovha azivisa kumigumo yenyika achiti: “Itii kumwanasikana weZiyoni,‘Inzwa! Ruponeso rwako ruri kuuya.+ Inzwa! Mwari ane mubayiro waanawo,Uye mubhadharo waanopa uri pamberi pake.’”+ Zvakazarurwa 22:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “‘Inzwa! Ndiri kukurumidza kuuya; mubayiro wandinopa ndinawo, uye ndichapa mumwe nemumwe zvinoenderana nebasa rake.+
11 Inzwai! Jehovha azivisa kumigumo yenyika achiti: “Itii kumwanasikana weZiyoni,‘Inzwa! Ruponeso rwako ruri kuuya.+ Inzwa! Mwari ane mubayiro waanawo,Uye mubhadharo waanopa uri pamberi pake.’”+
12 “‘Inzwa! Ndiri kukurumidza kuuya; mubayiro wandinopa ndinawo, uye ndichapa mumwe nemumwe zvinoenderana nebasa rake.+