2 Madzimambo 25:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Rusvingo rweguta rwakaputswa,+ uye varwi vese vakatiza usiku nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri pedyo nemunda wamambo, vaKadheya pavakanga vakakomba guta; uye mambo akaenda nenzira yekuArabha.+ Jeremiya 20:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uye ndichaisa pfuma yese yeguta rino, upfumi hwaro hwese, zvinhu zvaro zvese zvinokosha, uye pfuma yese yemadzimambo eJudha mumaoko evavengi vavo.+ Vachazvipamba, vozvitora, voenda nazvo kuBhabhironi.+
4 Rusvingo rweguta rwakaputswa,+ uye varwi vese vakatiza usiku nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri pedyo nemunda wamambo, vaKadheya pavakanga vakakomba guta; uye mambo akaenda nenzira yekuArabha.+
5 Uye ndichaisa pfuma yese yeguta rino, upfumi hwaro hwese, zvinhu zvaro zvese zvinokosha, uye pfuma yese yemadzimambo eJudha mumaoko evavengi vavo.+ Vachazvipamba, vozvitora, voenda nazvo kuBhabhironi.+