RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Manase+ aiva nemakore 12 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 55 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Hefizibha.

  • 2 Madzimambo 21:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Anewo atari dzaakavaka muimba yaJehovha,+ makanga manzi naJehovha: “Ndichaisa zita rangu muJerusarema.”+

  • Jeremiya 23:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 “Muprofita nemupristi vasvibiswa.*+

      Kunyange muimba yangu chaimo ndakatowana zvakaipa zvavo,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

  • Ezekieri 8:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Akabva ati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, ndapota, tarisa kuchamhembe.” Saka ndakatarisa kuchamhembe, uye ikoko kuchamhembe kwegedhi reatari ndiko kwaiva nechiratidzo ichi chegodo, chiri pekupinda napo. 6 Uye akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, uri kuona here zvinhu zvisingaiti uye zvinosemesa zviri kuitwa neimba yaIsraeri,+ zvinhu zvinoita kuti ndiende kure chaizvo nenzvimbo yangu tsvene?+ Asi uchaona zvinhu zvinosemesa zvakatoipa kupfuura ipapo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe