Ezekieri 28:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vachagara mairi vasina chekutya,+ vovaka dzimba nekudyara minda yemizambiringa.+ Vachagara vasina chekutya pandichaita zvandakatongera vaya vese vakavapoteredza vari kuvazvidza;+ uye vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo.”’”
26 Vachagara mairi vasina chekutya,+ vovaka dzimba nekudyara minda yemizambiringa.+ Vachagara vasina chekutya pandichaita zvandakatongera vaya vese vakavapoteredza vari kuvazvidza;+ uye vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo.”’”