Isaya 65:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Vachavaka dzimba vogaramo,+Uye vachadyara minda yemizambiringa vodya michero yayo.+ 22 Havazovaki kuti mumwe munhu agare,Kana kudyara kuti mumwe munhu adye. Nekuti mazuva evanhu vangu achaita semazuva emuti,+Uye vanhu vandakasarudza vachanyatsofadzwa nebasa remaoko avo. Jeremiya 31:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uchadyarazve minda yemizambiringa mumakomo eSamariya;+Vadyari vachadyara vodya michero yayo.+ Amosi 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+
21 Vachavaka dzimba vogaramo,+Uye vachadyara minda yemizambiringa vodya michero yayo.+ 22 Havazovaki kuti mumwe munhu agare,Kana kudyara kuti mumwe munhu adye. Nekuti mazuva evanhu vangu achaita semazuva emuti,+Uye vanhu vandakasarudza vachanyatsofadzwa nebasa remaoko avo.
14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+