-
Jeremiya 26:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Ingozivai chete kuti kana mukandiuraya, muchaisa ropa risina mhosva pamuri nepaguta rino nepavagari varo, nekuti chokwadi Jehovha akandituma kwamuri kuti nditaure mashoko ese aya muchinzwa.”
-