Jeremiya 26:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ingozivai chete kuti, kana mukandiuraya, muri kuisa ropa risina mhosva pamuri nepaguta rino nepavagari varo,+ nokuti chokwadi Jehovha akandituma kwamuri kuti nditaure mashoko ose aya muchinzwa.”+
15 Ingozivai chete kuti, kana mukandiuraya, muri kuisa ropa risina mhosva pamuri nepaguta rino nepavagari varo,+ nokuti chokwadi Jehovha akandituma kwamuri kuti nditaure mashoko ose aya muchinzwa.”+