-
Jeremiya 9:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti munhu wese akachecheudzwa asi asina kuchecheudzwa azvidavirire,+ 26 pamwe chete neIjipiti+ neJudha+ neEdhomu+ nevaAmoni+ neMoabhi+ nevanhu vese vane bvudzi repamberi penzeve rakadimburirwa vari kugara murenje;+ nekuti marudzi ese haana kuchecheudzwa, uye imba yese yaIsraeri ine mwoyo isina kuchecheudzwa.”+
-