Isaya 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mutongo weMoabhi:+ Nekuti yaparadzwa neusiku humwe chete,Ari+ yeMoabhi yanyararidzwa. Nekuti yaparadzwa neusiku humwe chete,Kiri+ yeMoabhi yanyararidzwa. Jeremiya 48:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ ine nhamo, nekuti yaparadzwa! Kiriyataimu+ yanyadziswa uye yatorwa. Nzvimbo yekupotera* yanyadziswa uye yavhundutswa.+
15 Mutongo weMoabhi:+ Nekuti yaparadzwa neusiku humwe chete,Ari+ yeMoabhi yanyararidzwa. Nekuti yaparadzwa neusiku humwe chete,Kiri+ yeMoabhi yanyararidzwa.
48 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ ine nhamo, nekuti yaparadzwa! Kiriyataimu+ yanyadziswa uye yatorwa. Nzvimbo yekupotera* yanyadziswa uye yavhundutswa.+