-
Jeremiya 42:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
42 Vakuru vese vemauto, naJohanani+ mwanakomana waKareya, naJezaniya mwanakomana waHoshaya, nevanhu vese, kubva kumudiki kusvika kumukuru, vakabva vaenda 2 kumuprofita Jeremiya vakati: “Tapota inzwai kukumbira kwedu kunzwirwa nyasha mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu, muchimiririra vanhu vese ava vakasara, nekuti pangosara vashoma paruzhinji rwese rwevanhu,+ sezvamuri kuona.
-