Numeri 32:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Uye vanakomana vaGadhi vakavaka* Dhibhoni,+ Ataroti,+ Aroeri,+ Dheuteronomi 2:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Kubva kuAroeri,+ iri kumucheto kweBani reAnoni,* (kusanganisira guta riri mubani), kusvikira kuGiriyedhi, hapana guta ratakasiya. Jehovha Mwari wedu akaaisa ese mumaoko edu.+
36 Kubva kuAroeri,+ iri kumucheto kweBani reAnoni,* (kusanganisira guta riri mubani), kusvikira kuGiriyedhi, hapana guta ratakasiya. Jehovha Mwari wedu akaaisa ese mumaoko edu.+