-
Jeremiya 27:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake. 7 Marudzi ese achava pasi pake, iye nemwanakomana wake nemuzukuru wake kusvikira nguva yenyika yake yasvika,+ marudzi mazhinji nemadzimambo makuru paachamuita muranda wawo.’+
-