-
Isaya 13:20, 21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Hapana muArabhu achadzika tende rake imomo,
Uye hapana vafudzi vachaita kuti zvipfuwo zvavo zvizorore imomo.
21 Zvisikwa zvemugwenga zvicharara pasi imomo;
Dzimba dzavo dzichazara nemazizi mahombe.
-