RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 50:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Nekuti pane rudzi rwauya kuzorirwisa ruchibva kuchamhembe.+

      Runoita kuti nyika yaro ive chinhu chinotyisa;

      Hapana ari kugara mariri.

      Vanhu nezvipfuwo vatiza;

      Vaenda.”

  • Jeremiya 50:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuda kwekutsamwa kwaJehovha harizogarwi;+

      Richava dongo risingaiti.+

      Wese achapfuura nemuBhabhironi acharamba akatarisa achitya,

      Oridza muridzo nekuda kwematambudziko aro ese.+

  • Jeremiya 51:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Uye nyika ichadengenyeka, ichadedera,

      Nekuti zvakafungwa naJehovha pamusoro peBhabhironi zvichaitwa,

      Kuti nyika yeBhabhironi ive chinhu chinotyisa, isina anogaramo.+

  • Jeremiya 51:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Uye Bhabhironi richava mirwi yematombo,+

      Nzvimbo inogara hunguhwe,*+

      Chinhu chinotyisa uye chinoridzisa muridzo,

      Risina anogaramo.+

  • Zvakazarurwa 18:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Imwe ngirozi yaiva yakasimba yakabva yasimudza dombo rakaita seguyo guru, ikarikanda mugungwa, ichiti: “Bhabhironi guta guru richawisirwa pasi nesimba seizvi, uye harizombowanikizve.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe