RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 17:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Imwe yengirozi nomwe dzakanga dziine ndiro nomwe+ yakauya kwandiri ikati: “Uya ndikuratidze kutongwa kwepfambi huru inogara pamvura zhinji,+ 2 iyo yakaita upombwe*+ nemadzimambo epanyika, uye yakadhakisa vanhu vanogara panyika newaini yeupombwe* hwayo.”+

  • Zvakazarurwa 18:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Nekuti rakaita kuti marudzi ese adhakwe newaini yechishuwo charo chisingadzorwi chekuita upombwe,*+ uye madzimambo epanyika akaita upombwe naro,+ uye vanhu vanotengesa* panyika vakapfumiswa neupfumi hwaro hwakanyanyisa hwarakaunganidza risingatombonyari.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe