Jeremiya 6:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Hwandai kure neJerusarema haiwa vanakomana vaBhenjamini. Ridzai hwamanda+ muTekoa;+Batidzai moto wechiratidzo pamusoro peBheti-hakeremu! Nekuti dambudziko rava kutosvika richibva kuchamhembe, dambudziko rakakura.+ Jeremiya 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Inzwai! Pane shoko riri kuuya! Kutinhira kukuru kuri kubva kunyika yekuchamhembe,+Kuti maguta eJudha aitwe matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.*+
6 Hwandai kure neJerusarema haiwa vanakomana vaBhenjamini. Ridzai hwamanda+ muTekoa;+Batidzai moto wechiratidzo pamusoro peBheti-hakeremu! Nekuti dambudziko rava kutosvika richibva kuchamhembe, dambudziko rakakura.+
22 Inzwai! Pane shoko riri kuuya! Kutinhira kukuru kuri kubva kunyika yekuchamhembe,+Kuti maguta eJudha aitwe matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.*+