Jeremiya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva ati kwandiri: “Dambudziko richatsvudzuka richibva kuchamhembe,Richiuya pavagari vese vemunyika.+ Jeremiya 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Inzwai! Pane shoko riri kuuya! Kutinhira kukuru kuri kubva kunyika yekuchamhembe,+Kuti maguta eJudha aitwe matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.*+
14 Jehovha akabva ati kwandiri: “Dambudziko richatsvudzuka richibva kuchamhembe,Richiuya pavagari vese vemunyika.+
22 Inzwai! Pane shoko riri kuuya! Kutinhira kukuru kuri kubva kunyika yekuchamhembe,+Kuti maguta eJudha aitwe matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.*+