RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 13:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndokusaka ndichaita kuti denga ridedere,

      Uye nyika ichazununguswa ichibva munzvimbo yayo+

      Nekuda kwekushatirwa kukuru kwaJehovha wemauto pazuva rekutsamwa kwake kukuru.

  • Isaya 13:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye Bhabhironi, umambo hunokudzwa kupfuura humwe hwese,*+

      Runako uye chidadiso chevaKadheya,+

      Richava semaguta eSodhomu neGomora paakaparadzwa naMwari.+

  • Jeremiya 50:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuda kwekutsamwa kwaJehovha harizogarwi;+

      Richava dongo risingaiti.+

      Wese achapfuura nemuBhabhironi acharamba akatarisa achitya,

      Oridza muridzo nekuda kwematambudziko aro ese.+

  • Jeremiya 50:39, 40
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Saka zvisikwa zvinogara mugwenga zvichagara nemhuka dzinoungudza,

      Uye mhou dzichagara mariri.+

      Harizofi rakagarwa zvakare,

      Uyewo harizovi nzvimbo inogarwa kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+

      40 “Sezvakaitika Mwari paakaparadza Sodhomu neGomora+ nemaguta aiva pedyo,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “hapana munhu achagara imomo, uye hapana murume achagara mariri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe