-
Isaya 13:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Hapana muArabhu achadzika tende rake imomo,
Uye hapana vafudzi vachaita kuti zvipfuwo zvavo zvizorore imomo.
-
-
Jeremiya 50:39Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Harizofi rakagarwa zvakare,
Uyewo harizovi nzvimbo inogarwa kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+
-