Mateu 21:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yekunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+ Mako 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Aidzidzisa uye aiti kwavari: “Hazvina kunyorwa here kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yekunyengeterera yemarudzi ese’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+ Ruka 19:45, 46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Akabva apinda mutemberi, akatanga kudzingira kunze vaya vakanga vachitengesa,+ 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yekunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+
13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yekunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+
17 Aidzidzisa uye aiti kwavari: “Hazvina kunyorwa here kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yekunyengeterera yemarudzi ese’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+
45 Akabva apinda mutemberi, akatanga kudzingira kunze vaya vakanga vachitengesa,+ 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yekunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+