RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 7:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Mava kuona imba ino ine zita rangu sebako remakororo here?+ Ndazvionera ndega,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

  • Mako 11:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Aidzidzisa uye aiti kwavari: “Hazvina kunyorwa here kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yekunyengeterera yemarudzi ese’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+

  • Ruka 19:46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yekunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+

  • Johani 2:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Uye akati kune vaya vaitengesa njiva: “Bvisai zvinhu izvi muno! Regai kuita imba yaBaba vangu imba yekutengesera!”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe